Saturday, January 24

Moyo wangu waenda Kure Mwana Apondwa

Hanzi mwana wembwa ndoda kukuisira poyizeon ufe nekamwe kako...... Zimuroyi iri

Akuziva kwaari ndibate +27624415229

#NoToBullyingYesToBoosting #fyp

 

 

 

 

#NoToAbuse #familyMufunge iyo ari kurova mwana nekuti vanga vatukana nababa vemwana, mukadzi uyu akatizwa nemurume ave kupedzera shungu kumwana, ndiye arecorder ndiye

 

 

 

aposta video racho ega, hanzi ivideo rekupemhesa naro mari kuvanhu, musavape kana cent, mwana ndewavo mufunge??Moyo wangu waenda Kure ???Vana havana chavanoziva veduwe. Musavapedzere shungu?Hanzi mwana wavo,she is in Pretoria

  • Share: