Hi pane mukomana abaiwa nebanga Kuwadzana 7 Abaiwa anonzi Moran Kumire atofa. Mukomana uyu ane jacket re red ne hoodie ndiya amubaya akatiza. Abaiwa ndiye ane rasta uyu
Disclaimer photo yemunhu abaiwa ndavhara one too sensitive graphic second zuker haade ropapane mukomana abaiwa nebanga Kuwadzana 7 Abaiwa anonzi Moran Kumire atofa.
Mukomana uyu ane jacket re red ne hoodie ndiye amubaya akatiza. Abaiwa ndiye ane rasta
Rest in peace rasta