Murimbwa dzevanhu vanhu imi kukuvadzira munhu hove dzisisri dzenyu kuda kupihwa mbirir chete yekunzi marova munhu fokofu wenyu mhaniVanhu vanoba gold vanoregwa vachifamba asi morovera munhu hove Haa musatanyoko ini ndikutsvaka chete kumba kwakoThe "ndakamira wani pakati pedare" was the pricesless negotiating statement of all time 😂🤣Vari pachisumbanje ava ma guard
ekunzimbe pa macdom apo police ngavaite basaWese arikuti aroverwei I wish nhasi chaiye dai mabirwa momubata munhu wacho momuendesa kumapurisa then oburitswa momubata futi momuendesa muchingoti hard luckHayibo ava vanetsitsi ava varikurova apana zvarikuita amusati maona panokangwa munhu anofana
kuzviwetera kna panhu pachirambidzwa regerayi vakomana uyu hana kurohwa uyuSekuru avo ndovaitora video , I'm wa yemunhu , vakutomora nesecurity ini ndovandaitanga navo pamarecovery, chero ZRP haiite zvakadai.Fusek mhani imimi,rimwe richaita munyama 1day robata wekwangu ini ndongokuisa buri mumusoro chete