Aroveswa nezvidoma
@@userMuziwandilengwenya 🇿🇦:18 years Afa wasiya mwana ane 4 months vanhu avatsitsi@DR UsenathiðŸ‡ðŸ‡²ðŸ‡§ðŸ‡¼:huroi hwacho so...mwana veduwe Vakaoma@
@userMuziwandilengwenya 🇿🇦:Sryyy hko ndoziva kuthi munhu anofa dear ndikutaura pakuthie age yemunhu afaa first wasiya mwana ane 4 months firo yayita Wangue day arwara hke even 30 minutes taithi ayi rwara
@kundai:Denga revaroi Hakuna shem kudimbudzira mumwe munhu hupenyu hwake here usazorora dzoka urwise zvakaoma hazvo nematambudziko hama@jesicachirongwe:Innocent child yangosiiwa zvayo pasina chinozivikanwa ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜@Visionmavis:Shame mwari ndivo vanoziva nyaradzwai naishe 💔💔💔💔@Karabo:ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ ndanzwa moyo wangu kurwadza veduwe