Wednesday, May 28

Musikana Azviuraya Nekuda Kwe Mukomana Capetown

Asi nhai bamunini Richard munonzwa sei munhu azviuraira imi 😢 😭 😿 

Tasha wacho ndasingazive atori friend ye young sister yangu Prisca Jack zve ,ko nhai pri munoti mukatsamwisa nemujolo mofunga kuzviuraya Here 😢 😭 

 

 

 

 

Mwana wevanhu nganake kunwa zvake 750ml undiluted Jameson in less than 30 minutes ndokutofa

Kudzidza hakuperi ndaisaziva unogona kutofa ini but after reading comments ndatoona kuti hezvo 😢 😭 😿 

 

 

 

 

Haaa Pakaipa mufunge ama 2k they can't handle mujolo veduweSaka paitove nevanhu achinwa undiluted alcohol within 30 minutes ???? Vakabva vamusiya achinwa ....kuti vazowana zvekutiudza .....

  • Share: