Iye musikana anoti ayo ma scan ekurohwa kwaaita 🙂↕️zvinhu zvacho zvopa confusionMy two cents if this girl was abused aikupa full scan ine zita rake iwewe ndiwe waizovhara zita wakuposter pic and she has to explain more what really happened like the way
the guy explained side rakewo kana zvakaitika why vakuramba vachingotumira vanhu kuti vasunge munhu pese pese ivo vakasiyana sometimes unozvipawo munyama nezvinhu zvekunyepa now that this girl aenda viral ndiyani anoda kurisker dating her munhu anenge akutya kuti
ndinosungiswa if it’s true kuti mukomana akambosunga akaita macommunity service why kuramba muchingotsomana kudaroIf she was beaten mumusoro she should have actual pictures showing severe head injuries not just scansMusoro uyo ndewegudo rekuZoo rairwara.