Wednesday, May 14

Musina Zimbabwean Man Opfuura Ma South Africans 2 Iye Achibva Aurawawoo Hayaa

News dzichangobva kupinda

Murume weku Zim apfura varume vaviri vemuno muSA vanga vakazvigarira vachinwa doro. Iye abva apfurwawo akafira ipapo.Chikonzero hachisati chazikanwa sei avapfura

I

 

 

zvi zvaitika kuMuchongo high point ext 2, Musina.Saka vanhu zvekuti muno amuchadiwa havambozvioni, kuramba muchiwedzera mhosvaEish ndapfuura napo ndichibva pa China Mall

  • Share: