Wednesday, October 15

N"anga Huru Munyika Yabatwa

Ndiyo N'anga yekubira vanhu Mombe 5 ne 6 Mbudzi, ne $850 plus two ma blankets, ne door apa akazobatwa akarohwa ku Gokwe achida kuita mashiripiti ake video iri pa Whatsapp channel yeduNdidzo nhubu dzekupiswa

 

 

 

 

ne peturu idzi........ukurwarirwa zvinhu zvakaoma kudai munhu okuvhara ummmmm zvinorwadza varume zvimwe regerai munokuvaraRegai varohwe vanizinyanya,voti kurombesa,voting kuba,vabvavatozvishaya

  • Share: