Sunday, June 08

Natasha This Is Sad

Munyori siyana nekureva nhema !! Dai maiziva kuti coffin iro ritotengwa , vanhu vakatoita kubetserana , she was going thru a lot , looking fr a job , kuti abetsere mama vake , baba vake varimujeri vakauraya mukadzi aive nepamuviriNyaya iyi its very sad ,, musikana uyu baba vake vari mujeri kuzim kuchikurubhi , mushure mekunge auraya girlfriend yavo yaive nenhumbu last year ,,

 

 

 

 

 

Mwana uyu aizama kuti ashande abatsirewo maivake ,sezvo maivake vainge vasinga shandi vagere kumusha kuzim,,stress dzaive ne mwana uyu hamudzizive zvenyu , ndiye aiva ari musikana mukuru , mai vaitotarisirawo kwaari vana vadiki vaitotarisirawo kwaari , i was very close kwaari cz aigara ne sister yangu ndoyaimuchengeta achitsvaga basa , yes ainge achinetsana ne boyfriend ,bt i know her personally haasi typ

 

 

 

 

yekuzviuraya, , ingoriwo ngozi yakaparwa na baba vake vdkumuzvara ,,, Ini ndinoti rest in peace Natasha , takazamawo kukutsvagira basa asi zvainonoka , waidawo kubetsera mama vako asi Mwari akaita kuda kwavo , Ndinotizve mhuri ye mwana uyu ngairipe ngozi yakaparwa nababa vake last year,,,

 

 

 

 

,,, a week before asati ashaya ,aiti airota vanhu vakafa dairly ,uye mama vake vachiti vauya kuzomutora !!!! Rest in peace ,kana Mwari achida tichazosangana zve nerimwe zuva!!!!

  • Share: