Ndaona ma reviews akawanda vachi complainer ne service ya Terry kwa Terry kuti anobata ma ferebhuriti zvakanaka than ana nobhodhi. Uye kuti pane musikana mudhafu anoshanda ipapo ane rough. Ichokwadi or kunyepa. Uye if zviri kuitika how best can he change service yake. Uye vakamboenda ikoko vakabatwa seiI think Kuya hakusi kwembombera ndekwe maceleb anenge achitorwa mavideo. an ordinary person like me ndikaenda ndichiti ndinopihwa zifish nezipureti rakazara chicken aah ndino disappoint ka ngatingoendei hedu nevarume vevanhu kunobooker zvimba zvehuswa zviye chete???
I wasn't happy at all. Ndaka pihwa cold food after waiting for more than 30 mins. Pane akauya ainzi boss what what kubva paakasvika haana kumboita 10 minutes anga atopihwa food. By the time i received my order, boss whoever vaya vanga vatodya kare but he had come after me
Vese vari kuti pre order - this person was asked what he wanted to eat akabva ataura. It wasn't a pre ordered mealhaaa ini kwa terry food yacho haina hayo kundinakira i love traditional food bt heeyi zvaishata pamwe ndiniwo hangu... semunhu anoda hake road haaa ndakafarira road drive basiApa unenge wabva kukwekwe ??Ini handisati ndakambosvikako but ndakanzwawo kudaro nevanhu vakanga vabvako
Vachiti celebrities pushes the brand kuti rive visible kwatiri then tavekowo service is not the same as pa advert