Saturday, April 27

Ndiyani Akafitwa Madamboss Kana Enchantress Vanhu Votaura Zvavanofunga Kuti Ndiyani Akakopa Mumwe

People are debating who wore this blue dress better betweeen Madamboss & Enchantress here are comments from the posts. share your thoughts.

Madam Boss all the way....usatinyaudza ziduzvii iwee dzese dzaunopfekaa unadzo wega.

Cathiey Rue pfutseke musuri imbwa yemunhu kwanai mbuya ndoswera ndakuyanika ukanyara iti hloo kudzikama stupid musatanyoko mbuya vanoroya.

Shaya dzinenge dzedhongii pfungwa dzakazara masewage zidofoo muroyii ndiwe unovenga munhu asinei newe kana une maguts Huya zveh usiri anonymous zidutye coward.
The Boss lady always rock!!!!!πŸ’“πŸ’žπŸ₯€πŸ’ž Madam B to the world πŸ’“πŸ’“πŸ’“πŸ’“

Asika there's a reason why clothes are made in bulk ka kuti dzitengwe nevanodzida.

Handi ane achi advertiser zvinhu zvekushop kwake pamwe vakatenga let her support another woman zvipoko bodo.

Cindylopa Chigs
Imi munopenga chete achenterasi wacho ndiye ega ane type ye dress rakadai mu africa yese nekuti ndiye akatanga kuri pfeka moti mdm bss vateedzera kunyo.

Ko kukoperana zvinebasa reyi. Inga imi mopfeka dzekwa pawaserusi dzakafanana line rose pakisimusi wani🀣🀣🀣🀣🀣🀣
Sandra Wanyanya
Payakasonwa yakanzi ndeye munhu one here? Ma hanger akazozara ne same hembe wani une kakuzhangandira nekakupusa kari mudhuze so

Dylan Dylan
eheka iwewe chawakapfeka chakambopfekwao nemumwe munhu ka or wakatochiona chakapfekwa or wakatombozvionawo zvakarukwa mumwe
by the way ndobasa rema models nd actress nema actor to advertise ...
munyori uri mubhoi bhoi chaiye wakatanga kushandisa indaneti nezuro

  • Share: