Monday, November 24

Ngaasungwe mukadzi uyu Kurohwa munhu kusvika arasa mweya

Kurohwa munhu kusvika arasa mweyaDai ari murume arikurova zvingadai zvazara nyika yese ku porisi sungaiDai Ari mukadzi akurohwa pakutonzi gender based violence ??

 

 

 

 

??? varume tiri pama 1Dai arimukadzi arohwa kudai kusvika pakuita mweya dai so ZRP nevamwe vese vakutti murume uyu ngasungwe . But kana zvaita vise vesa makuseka that's not fair . Mukadzi ngasungwe uyu

 

 

 

 

mweya wemurume ahubude nhando murume afa uyuEeeeeh zvakusetsa kaaaa bcoz murume arohwaaa dai ari mukadz matanga kuwamatata ipapaNgaasungwe mukadzi uyuManicaland irikuzarura huru gore rino

  • Share: