Hy pliz pane mukadzi arikugara pabosman Pretoria papark...asi akuratidza kuva pamaone ndane 2 weeks chimuona , ndakatry kutaura naye akandichenamira ....anogona Hama dzake dziri kutsvaga ndichaisa mafotos Ake ayo