Owen has been granted an appeal to the High Court. Owen akatongerwa 17 years mujeri mushure mekupomerwa kuti he was an accomplice paArmed robbery apo pakabiwa $238,000.
Owen akanga ari security guard panzvimbo yakabiwa mari. Akasungwa mbira dzakondo matsotsi akaba mari vakatiza.