Tuesday, May 06

Pa ZBC pafiwa tinokumbira mucheke hama ne shamwari dzenyu zvinorwadza izvi

Pa ZBC pafiwa tinokumbira mucheke hama ne shamwari dzenyu zvinorwadza izviZimbabwe as a whole nation yakutoda cleansing chaiyo ,mmmh zvanyanya veduwee ,,pakuda kutoita gungano chairo rekunamatira nyika yeduUkawona wasvika kwaurikuenda tenda Mwari,uye paunoburuka uchisiya vamwe mubus,or mukombi,vanyengeterere uvakumbirire kunaShe kt vasvitwe vari vapenyu..ini i always pray pese pandinodzika bus,be it

 

 

 

 

kombi or mota diki,ndinototaura na driver kt maita basa Mwari vakufambisei munyasha,zvinorwadza izvi veduwe...imagine umwe arasikirwa neupenyu achibva kuno kwanisira mari yefees mmmmDriving dzemuZimbabwe ma1 especially muHarare apa maTraffic

 

 

 

 

lights haachashanda . In a 15km drive kashoma kusaona tsaona mumugwagwa . People just drive reckless .There are no more road markings .Instead of a single lane unotozongoona watosokerwa pava ne 5Lanes otoshaya kuti zvirikufamba sei?.

The responsible ministry must put discipline mumugwagwa umu .They must charge high penalties kunevanhu vanotyora mutemo mumugwagwa .

  • Share: