Thursday, February 19

Parikutsvagwa Hama Dza Mai Chris kana Kuti Felistas vanogara kraaifontein blukombos vakasungwa nevemutemo.vakasungirwa mapepa saka mwana ari ku creche kubva Monday

Please kana pane anoziva hama dzamai Chris kana Kuti Felistas vanogara kraaifontein blukombos vakasungwa nevemutemo.vakasungirwa mapepa saka mwana ari ku creche kubva Monday .Baba Va Chris kana kuti Trymore endai monotora mwana pa creche iri muna Alistar street mu

 

 

 

 

blukombos. Saka zviri kunzi nevaridzi vepa creche ma xhosa saka vati kana vakanonoka vanoendesa mwana kuma.social workers ende kuzomutora haisi nyore. Kana kubata admin we Zimbabwe in kraaifontein anonzi Clement kangai. Please vanoziva hame help veduwe

  • Share: