We lost another brother kuSouth Africa. His name was Livingstone Livaz Chipenzi from Mutare. It is really sad💔. Akapfurwa nepfuti nezuro kunonzi kuPhase 9 Kraaifontein, Cape Town.
MHSRIP🙏🏾Ukabuda mumba uchidzoka tenda mwari tirishiri kuno.Tisingazive zvedu chakakonzera kuti azosvika pakupfuurwa nepfuti , but muno muSouth Africa ukada kuzivaziva kungopinda pesepese kufamba nguva dzisidzo kungochiva chiva ndoo zvinonyanyouraisa in Mzansi. Fambira chimwechete sa driver we ambulance..RIP
Munyika muno togarira nhamo vakomana,vana tapera muno Guys zvinonzwisa tsitsi everyday kufa nekupondwa so sad💔😭. Handizive kuti sei hurumende yedu isingagadzirise zvinhu vana tichifira musango muno ... Go well Bro 💔😭God please hear our prayers protect us musatendere mweya
wakashanyira Naomi wekuinda kunotsvaga zvekudya wodzoka wafirwa nemhuri yese cover us oh lord guide our step may this land favor us until we go back home remember us lord kana tisingakodzere remember Abraham we r his seed by faith