Friday, September 12

Tagwirei Zvaendwa Atsikwa Tsikwa

Bombshell Geza oti Tagwirei Ndirikukupa Warning ⚠️ Usatambe Nesu Nemahure Ako Tatenda Mavetera Muchisverera Mashefu Edu Ana Vp Chiwenga Heroes Acre Ndeyedu Isusu Ma Warvet Tinokutsika Negonyeti Muswe Wsko ,Mnangagwa Vata Vanhu Vako😳😳😳😳😳😳😳👏👏👏👏👏

 

 

 

 

 

Bombshell Geza Oti Smith Chaiye TakamukundaAne Mari Nezvese But Ngatiite Hondo Tibvise Mnangagwa Mahiya Arikutengera Ma Warvet Bhasikoro Re 20usd,Mahure Ese Ana Dorcas Moyo Varikutengerwa Mota Dzena 100 000usd Hatichada 😡😡😡😡😡😡😡😡🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

  • Share: