Eish tax yanga ichienda ku Zimbabwe ?? ichibva Joburg yabatwa pakabatwa 11 ma Zimbabweans vanga vasina ma paper vachibvunzwa kuti hamutenderwi kubuda munyika musina ma peper pakaipa ummm???