Hi Zim ndinonzi Mai Tanisha ndine vana vatatu uyo ndiye murume wangu anodrivera magonyeti ndane 7momths ndisina kumuona kubva paakabva
kumba achiti anetrip yekuenda kuCongo Saka pane mumwe mukadzi wandotamba naye akasangana naye akatora picture paGonyeti raanofamba naro aine Hure iro rinonzi Samantha raparadza musha wangu rikunzi
rinogara kuChinhoyi pese panoita baTanisha trip yekuZambia anonorara kumba kwaSamantha apa kumba haachauye kana kutumira kubva pavhurwa zvikoro vana vakangogara havasi kuenda kuchikoro Saka handichazive ndodini ndikufunga kuzvisungirira kana kuleakisa manudes ake andikambomubatira muphone make