Saturday, July 27

Ufic Na Makandiwa Vochenesa Zita Ravo Blessing Wekufa Uyu Akamga Akatengwa Na J Israel Kuparadza Makandiwa Pashata

Thabelo Mudau Themen Blessing aironga na J Israel kuti anyepe kuti mukadzi we chi 2 wama kandiwa uye kuti akabirwa mari..So Blessing na J Israel vakati vaizo rehersar mu hotel.So pavakaenda muhotel havana kuziva kuti maive nemacamera so pa vidio

 

vanobuda vachinzwika kuti pa live yatichazoita unofanira kunyepa kuti ndodanana na Makandiwa but iye blessing anobuda achitaura kuti but baba vaya havaite zvema Girl friends ngati tsvage dzimwe nhema...

 

Musikana uyu aishandiswa nevanhu vanenge vachida ku tanisha or kunyepera Makandiwa saka kana achinge anyepa aizopiwa mari...So nguva yese aigara achibuda achinyeba kuti Makandiwa azodai vanhu vachitomu biliva but chokwadi chakazobuda day ravaiva muhotel na J Israel vachitsvaga nyaya yekunyepa after meeting yavakaita akabva atoita sex na J israel but aive asingazvizive kuti maiswa ma hidden camera.....

 

Blessing aitoita mari nazvo onyepera makandiwa opiwa mari nevanenge vamutuma....So after vaplana zvokuzotaura vakatenderana kuti vaizobuda live pa fb page ra Israel Blessing achitaura kuti Makandiwa akadai so J israel akazobuda live achiti we want kufumura Makandiwa nyaya yake mangwana so day racho rekuti vachiita live stream vanhu vaive vamirira kunzwa 5mins before live J Israel akabva asenderwa vidio yake yese yemuhotel yaaironga kunyepera makandiwa..

 

 

So live yaifanira kuiita in 5mins time hana kuzoita na Blessing coz akabva aziva kuti vabatwa uye nyaya dzavo dzabatwa..Chakashamisa J Israel na Blessing ndechekuti ndian akaisa ma hidden camera coz after vapedza kuronga zvekuzonyepa vakabva vatoita sex zvavo🤣🤣...Musikana uyu business rake taingova rekutemgwa kuti ango confessor nhema chete nevanhu vaye vanenge vasinngade Makandiwa then otowana zvake million yake muhomwe

  • Share: