Monday, May 12

Vanhu Moda Kuuraisa Greatman Here Ne Bp

Today is your 1st day at school my boy ndofunga kune basa nhasi,I pray for wisdom and health upon you,and I promose you as long as I'm alive I'll work tirelessly uwane zvose zvikwanisiro zvekuchikoro. Grow well my boy Karrane Gwaze OfficialVanhu maida mwana uyu ayite zvakaita bab vake here imi vanhu musadaro sekai zvimwe mafa thus child resembles the dad somehow akanyanya kunamai vake

 

 

 

...mazimba makazara nemashoko anodzimba mashoko anoputsa kana mopimdurwa moti munhu akashata imikaSometimes zvimwe zvinotirovesa neshamhu naMwari mashoko anobva mumiromo yedu. Greatman Music might be disabled but being disabled doesn’t mean unable. Stop cyber bullying it’s

 

 

 

very bad. Everything that a man should have to have kids akapiwa, we need to repentZvirikuoneka nekuno kuti akuraGreatman is Great Because ma Comments enyu anenge amaona day before asati Aposta, Saka akaonera, Munozvimba ndimi.

  • Share: