Sunday, June 08

Vanhu Vakabiirwa Na Vecco Vouya

Ipai munhu Mari yake Diamond migration Mari inorwadza why kutora Mari yemunhu muchiziva kuti hakuna basa.2 ma agent enyu pane kuti abatsire munhu ma busy kumunyenga.ipai munhu Mari yake.Kune vasiri kunyatsonzwisisa ndichabaya live munzwe audio muxana Wacho achitaura.or kuuya live...Ma socialites musangotore Mari dze hu Brand

 

 

 

 

ambassador musati maona company yamuri kushandira yakamira sei eh Mari munoida hatirambe KO mambofungira Mafans enyu acho achaenda ikoko @highlightIni zvangu chese chinechekuita nekunzi tipe mari tikuitire chakati esp pno pa fb handibati chero muzvima groups zvekunzi heee ndi

 

 

 

 

runner wat wat ndozvitsvakira ndega kwazvootwa ndoinda without agent mukati 🤣🤣🤣 but vnhu vcho hatiteereei siyanai nezvekunzi ndipe mari ndikudai look now 44k yainda 🤣🤣Ndakazvitaura ini kuti imbavha vanhu mukanditi ndine jealous hezvo .even mai sincetive from day one aiite Vecco imbavha

  • Share: