guys munhu akaba handbag yangu pliz chidzosaawo charger ye wheelchair horyt phone tora hako sure ndinofamba nei am stressed guys
Ndosaka vanhu vachizoroyiwa munhu anotorereyiko zvinhu zvisiri zvakeSorry hako chipo ..yo pic na miss Ribbon won with more reactions ku gweru specialist group
makanotora voucher here coz zvine deadlineBut vanhu havana moyo zvechokwadi, ndarwadziwaKusanyara.mungabirawo chipo shuwa.mmmm.ndakunyariray mbavha imi