Friday, April 26

ZanuPF Idiot Killer Zivhu Akutopenga Tweeting Zvekumama

ZanuPF Idiot Killer Zivhu Akutopenga Tweeting Zvekumama Read his latest tweets below

Dai panga pasina ZANU mose muri vashandi vemumapurazi nemigodhi, muchigara muma hostel vazhinji venyu. Independence zvinoreva Zanu Pf, yellow yaiva micheka yaipfekedzwa nguruve, mabhiza, imbwa, pama competitions avarungu, tendai Zanu pf  yakavaka zvikoro nema colleges

Mangwana munhu wose pfeka nhumbi dzako chero clour yawada kunze kwe yellow. Inondifungidza competition yemhuka yaiitwa namabhunu akapfekedza nguruve, imbwa, mabhiza nedzimwe mhuka. Apa vachirova vanhu vatema, zvinondirwadza, kuti dai asiri President ED nevamwe makomuredhi tiripi

  • Share: