Tuesday, October 28

ZanuPF Mai Maruva Kuita Slogan KuFuneral YeVana Kuwadzana Family Yatsamwa

Pamberi ne Zanu pf yauraya nyika kusvika vanhu vaakutsvaga mari nenzira dzema rituals ari kuurayisa vana vedu?? Nxii mbudzi iyi yakutofunga zvekurally ,kujaira hudzvanyiriri Vanhu vazhinji vakamira mu room vasiri hama vari associated nemusangano asi vamwe havangodi kuzikanwa. Tyra promised mai Jilimbi kuti achaita make sure vapihwamota na Sir. Basically she insinuated vaite consider it a done deal!

 

 

 

  • Share: