Monday, May 26

Zimbabweans 10 Vauraiwa Ku Eastern Cape South Africa

Ma Zimba aurayiwa ku Eastern Cape nhasi area inonzi Addo ndatumirwa ma pictures and videos now they are not looking good .Zviri kunzi so far 10 ndivo vakaurayiwa.Nyaya yakatanga kuti Mazimba akauraya mu Kedha aiva mbavha.Saka Ma Keki akungobata mu Zimba wese vachiuraya .Vamwe vacho ma Zimba according to the audios I received vatotizira mu Sango .The videos I have and pictures not looking good at all vatofa.Vakauraya Ma Zimba acho akatiza 

 

 

 

Veduwee moyo wangu waenda kure Mwari kusvika riniko tichichema, mukati Zim inyika hre haaa zvorwadza izvi chro vakuru vacho vakazviona hpna kna action yavanomboita haaa dai Mwari

 

 

 

 

vaimbondipawo mukana wekutaura navo face to face ndinemibvunzo pamusoro peZimbabwe kuti chiiMazimba chokwadi mhosva yedu ndeyei chaizvo kungodai muzimba aurayiwa mwari pindirai😭😭Zvorwadza izviI know the area...Pot Elizabeth..kuma orange uko...

  • Share: