?Pashoma pamuinapo ipapo will go a long way please
+263 7 72889372 (Nyarai Mtandwa)
0772974222 Hazvinei Guveya Chatove chijairira hazvichanakidze manje parufu vanhu vanongoshanda nezviripo vakaregerei kumutsvakira mari paaitadza kushanda apa zvobatsirei kufadza vasara asi afa aishaya zvakakwana
Madiro amunoita kupemha kaa nemari dzamuinadzo mukaita 50 pamunhu anovigwa sahwira wenyu uyo musangode kupemha perhaps muchanyimisa vanenge vakaomerwa nekungoti pese pese mukuda kubatsirwaBut people you need to be mature enough in your industry.....varombo varikuvigana pasina kuita mavideo ekukumbira.
You claim to be celebrities muchienda kumaholidays but motadza kungogamana makanyarara.....at least support each other in the industry muratidze rudo chairwo.....
Makunyanya kutsvga content nepasiripo because maviews and engagement akawanda makutobhadharwa.....
Nyaraiwo muite zvakanaka in your industry and support each otherBatsiranai ma content creators kunana mai titi svikai kunana mesekaz makawandisa ana mhofu ana Anna bee Wezhira ana handsome gudo madam boss Tytie...Nyathi ...rynesu...Tanaka ...yayah makawandisa muri ma brand ambassador kunana nyaradzo doves vaudzei vakubatsirei NE box
Mukundiudza here kuti mukutadza kubatanidza ma 100 USA my industry menyu muri vangani ...you guys Mari munadzo mukukanganwa kuti munombo flasher Mari dzepa Facebook Pano ...patoda help kwamuri hamutione imbobatanidzai ikoko yamunenge mawana tozopamhidzira...