We need to help each other .I know the feeling yechild care.i almost went crazy. Pliz ndibatei hama neshamwari +447770167360
Mamuka
Ndokumbirao mundipostireo nyaya yangu, pane mukadzi akandisiira mwana musikana ane 2 to 3 years achiti akuenda kubasa akati akaona number dzangu mugroup rehertifordshire nebedfordshire ndichitsvaka basa rechildminder so akati ndokwanisa kuuya naye kumba kwako ndikati it’s fine,
So chakundishamisa ndechekuti kubva Sunday manheru nemonday aibatika asi nezuro zuva rese haasi kudaira phone kana kupindura matexts , aiti anogara kustevenage kna asanyepa because akauya kumba kwangu metax , zita rake anonzi Nyasha but lam not sure Pamwe zvaingove zvenhema achida kuwana kusiya mwana