Friday, May 10

General News

May 09, 2024

Dj Olla Ojamukirwa Ne Zimbabwe Yese Siya Vana Tytie Hauna Mari Gara Pasi Kurwadziwa

Dj Ollah siyana nevana .Urikurwadziwa nemari yavari kutambira.Uchingoti tumagrazi.kana iye aafe akaitambira pabasa rakeSorry Tytie              DJ Ollah 7 hapana anombokumanikidza kuona ma skits avo wanzwa chingoita unfollow wotisirawo vana wanzwa             Ndarwadziwa sure..varikungorwadziwa nemari yavo..ngavavatsiure zvakanaka kwete kuita kumunyadzisa kudaroSei nhai maZimba tichidaro guys let's try to correct these kids zvakanaka munhu wese anoita mistake wani .Inga Sweden wedu aimboita ma mistakes but akazo chinja wani nhasi zvakufadza.

May 09, 2024

Hazvina Kumira Mushe ku National Sports Stadium

The ground is wondering if pple are still comingHWANDAZ never cease...😂😂😂hamuna munhu😂😂😂Ndandchitopfeka boots vaWinky vabva vakanda aah ndatozongonotandara kuyuchubhuMakazara vanhu vashomachamisa & va Wink D ndivo             vanozadza chete zvamanje manje kare vamutukudzi navamapfumo ndapedza musamdi pikiseKunoyedza ari 1 imomo soon anenge otiza zvipoko zvemagambaKwanzi Kana ndikakona kuzadza ndoinda pa list yevasina kuzadzaTom Jones V.O.P hapana vanhu vanomuda kani, last time paaiti             azadzaawakashandisa vanhu vehome seekers kuti vadane vanhu vachiti kwaita munhu ari kuda kukutengerai ground remastands saka huyai kumusangano. Svikeko vanhu voona kuti vadai

May 09, 2024

Hazvina Kumira Mushe Kikky Admitted Ku Hospital Arikurwara Zvekuti Apa Ane Nhumbu Dj Olla Ndiye Akakonzeresa

Akachema pawaichema ndozvakakwidza bp avoid this bp haisi ryt pamunhu ane nhumbu get well soon kikiGet well Kiky asi ndinoti keep some of the issues off social media zvimwe sotai kuseri ikoko .Ndiwe uri kukonzera kuti akwire BP nezvimwe zvinhu               zvaunoita uchiti icontentEhe akwira b. p xaa, pamwe pacho wanc u have to behave like a man, u reacted zvisizvo xaa... I wish her a speedy recovery zvake mwana we vanhu...... But my broe u have to be strong enough kuchengetedza marriage yko cz               kudanana kwenyu kunorwadza wakawanda and maAttacks haasati atanga cz vamwe vanozouya Kuma basa kwavo vamborohwa nevakadzi vawo kudzimba ukuGet well soon kiki be strong

May 09, 2024

Oscar Pambuka Azotorwa Ne ZTN News

Yes an exclusive interview with Erica on ZTN Prime. This is Oscar Ndabezinhle Pambuka. Greetings to you family. #TheRestoration.               None has ever surpasses you Osca in news reading. You changed the whole news setup to an interesting one. I remember taking some of your words into my assignments.             And adding your presentation skills into mine. I chopped it those days....... You are still my favorite.New life new move brother if you miss it first time . this time God paved the way for you .you won't miss it         Well Done Mr Oscar ,You're a good example and an inspiration .Keep doing what you're doing ,we are s

May 07, 2024

Gilbert Mukandatsamba 34 Year Old Abatwa Avekupunza Futi Mamwe Makuva 85 Ku Warren Hills Cemetery Zvinotyisa Izvi Asungwa Akutaura Nyaya Yake

The State has linked Mukandatsamba to the 83 graves that were destroyed on April 15 and is claiming that he went into hiding after the cases were widely publicised.   THE police have finally made a breakthrough in their investigations into the disturbing incidents where graves were being vandalised at Warren Hills cemetery.               Over 85 graves have been vandalised to date. Last week, Gilbert Mukandatsamba, 34, was allegedly found vandalising Mavis Mukandara’s grave by a security officer Taengwa Mataukwa.             The State has linked Mukandatsamba to the 83 graves that were destroyed on April 15 and is claiming that he went into hiding after the case

May 07, 2024

Baba Harare Varikuchema Votaura Muroyi Atora Page Ravo Zvinonyadzisa Izvi Kurambwa Wakudaro

Asi vanhu vanobvisa mapage evamwe vanenge vadikumbodii um nekwaranga rava kaa sorry my brother ...let's grow together Baba HarareBaba harare anopinda papi🤔 aii u ar too much           Reports are saying Baba Harare's page disappeared from Facebook. Baba Harare had more than 700k followers!!  Who is the suspect if the page is gone for sure!!!Asi vanhu vanobvisa mapage evamwe vanenge vadikumbodii um             nekwaranga rava kaa sorry my brother ...let's grow together Baba HarareBaba Harare vakablokerwa kuramba kudya maguru ane shuramatongo ne kutamba na Vimbai Pa stage 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 munhu wese kubasa! Pasi ne mbavha operation report kamuchacha’s both pages

May 07, 2024

Zvinorwadza Izvi Munhu Kufa Uchizvara Mushure Mekunge Wachata Waroorwa RIP Zvipatara Zvedu Zvirikuuraisa Vanhu

She had complications giving birth, veduwe kaaa zvakaomaThis is sad and these cases are raising in Zimbabwe 😔😔😔😭 MHSRIP               Time to be born and time to leave this body we are wearing " the manner of death or the age doesn't matter what matters most is where you go when leave this earth 🌎   Rest in peace 🕊️

May 07, 2024

Mumwezvakare Mukuru Weku Zanupf Afa Chiiko Vanhu Varikupera

Mumwezve Mukuru Wevasori Muhofisi YaMnangagwa Osiya JenaBy Political Correspondent – Another prominent figure within the notorious Central Intelligence Organisation (CIO), Ezekiel Tobias Musiiwa Chaunoita, has died.               Chaunoita, a former director in the President’s Department, had his last breath over the weekend after a prolonged illness.He has since been posthumously declared a National Hero. The announcement of Chaunoita’s national hero status was delivered by Zanu PF National Political Commissar Mike Bimha at the deceased’s residence in Harare.             “In recognition of his service, His Excellency, the Presid

May 07, 2024

Pakaipa Mashoko A Moreboys Great Hope Kuna Tytie Na Kikky Vasiyei Vakadaro

    I think they can afford full house now ,it is their time to shine and enjoy their life   Sometimes you need to live at your best especially if you don’t have kids yetI wish I had done that too before I had kids.              Vasiyei vakadaro Its their life, ko kutsoma munhu kudaro ndokuti zvidiiSatan was thrown away because of jealous, now I just realized that he couldn't handle the jealous alone,he then shared it with you...               Your on the same level with him.stop minding other people business and mind your.      

May 07, 2024

Mashura Alexander Nyandoro Mukadzi Uyo Osiya Arepa Mwana Mukomana Ane 10years KuBulawayo

Kune mukadzi anonzi Alexsandra Nyandoro akatiza ku Bulawayo.. she is wanted for rape charges.. zvirikunzi akasiya arepa mwana ane 10 years, kune vanenge vamuona please report to the police🙏                 Asi varume vakuru munovaramba .Ngaabatwe akandwe mukati zveupenyu hwese satan uyu.

1 2 3 4 5