Zvanzi nyaya iyu yaitikira ku gweru. Amai ava, vanga vari kurova mdara saka mwana ndokubata mom kuti musarove Baba, Amai nehasha bvaaaa vatanga kurova mwanaBaba vemumba umu vakagarira vana ??But varume vanombonyatsowana kupiko vakadzi
Video WhatsApp
https://whatsapp.com/channel/0029VbCCsfy4o7qRozfVkM0h
vakadai? Veduwe munombonamatira here vakadzi vamucharoora kuti Mwari musandipa great khali anorova mhuri yese kudai nhaimi
But tiri kuti no to gbv Wani...ipapa pamwe murume aita small house ndozvakufira munhu wese izvozvo