Maloti ari palive naketty nangende, hanzi mai ngende vanonzi Nomore mandizvidza vakapusa vanechimusha imhutter???apa ngende achisekerera...hmmm
Iye ketty should stop her kwete kusiya munhu achituka vabereki ...its not funny ?Ini ukanditukira mai vangu ndichigara newe idi unofa mbichana mbichana
Mai vaNgende ndikumamisirei hure iri here? Ndobva ndakurutsisirai mwana wenyu mahara?Musasekerere zvinhu zvisina basa