Friday, April 24

Tete emie vamamiswa nemurume wavakaroora

Tete emie vamamiswa nemurume wavakaroora???Community weeee kutiktoko live tete emie vamamiswa nerombe ravo ravakasimudza kubva mumadhaka??????Tete Emie muri kutipirei mapic akare mune rasta nemabraids makaitwa butchered nerombe renyu wani hatipenge..isu mamhanya kuisa ma AI pictures muchifirita rombe renyu..tytie akatiudza kuti munogara nerombe????anoshandepi achimwene...vamwe vake vakusona muzvikona zvemashop wenyu akuitei..Muromo wazvimba kunge shure ye imbwa iri pahitTete Emie muchato is abt bringing yr family and yr husband family together asi imi makasvikoramba stepmother vajuma..mukati juma achati mama kuna mai venyu

 

 

 

 

 

.mukati juma gera zuda tichate???izvozvi mukugara flat re450..juma arikuti ukutambisa mari .nekuda kuita competition natytie .arikuti iye ndiye anopinza mari achikukisa maromo anenge mupendero wehari.juma ati akakurova nekuti aneta nekuitwa chidzoi...juma come to mama lullu. Bwera kwa amayi achimwene ???Ndaona uri kuposta tete emmi waudze kuti wasadya mari dzevanhu wachiti wanokudza page ini ndri kurwadziwa nemari yangu yandakavatumira ndopavakazoenda kunochata paye asi havana kana kumbo kudza page racho ndine Ronda nemari iyoyo vanhu vasatora advantage, ndaisazivawo kuti chinokudza page icontent yako

 

 

 

Iih pana Emie hapana rudo mumba munorwiwa then ozouya achiacter pacamera.pamuchato akaramba kuti step mother vajuma vapiwe cake rezvirango.it was all one sided.ndiye aironga zvese. Tytie akazonzwa nemacuzins kuti kune muchato.zvawataura zvekugera rasta akamaanikidza murume ,murume akati

 

 

 

uyu muchato ndewako wega nekuti haudi ndiise hama dzangu.zitete iro rekushaya shape rine noise mumba hamuna peace.rikaona risisina malikes roposta mapic atytie nakiki ekudhara muroi uyo.posta lulu

  • Share: