Tuesday, January 20

Baba Ruva Shema TV Mmmmmh Sad

SHEMA TV 

wakauya wega kuzoita socialite and I respect that because that's you life

 

With all due maximum extra large extremely respect ,Ndakabatikana nekupindura kwawakaita paita munhu aive ati "Ndasuwa baba Ruva"mu comment section 

 

 

 

 

it was much best to scroll that comment rather than kupindura rough yawakapindura.Kuti tizive baba Ruva it was you who introduced him to us as a Nation ,and we thank you nekuvavakirira,

Baba Ruva takavazivira papage pako and totovabvunza papage pako or else don't post them kana usingade kubvunzwa 

 

 

 

 

 

Baba Ruva ndoo vakatowedzera mafollowers ako ,hatichakutembe amai vako pavaikuti wakaromba,Ruvengo rwaunarwo kuna baba Ruva runondipa imwe pfungwa yekuti unenge wakatadza kuvachekeresa pavaimboshaikwa paye 

,Munhu wese Angotaura zvaBaba Ruva uri kumupindura rough ,Usaposter vanhu kana usingade kuzobvunzwa nezvavo in future 

Thank you Enjoy 2026

  • Share: