Saka manudes a chipo who leaked themThis social media people will even embarass themselves kuti varire chete vamwe vari kubhdhara vanhu kuti vatukwe kuti varire chete it's sadKuda kutrender here nhai gogo chipo kuita ka huma kadiki kudaro?♀️?
I smell a rat zvangu, the love of trending is something else ??Ndiye hake mskana uya hamusikumuziva aripakutsvaga ini ndakazviona paakatanga kuzunza jiti yake asina bhrugwa obva aita yekuzvidira mvura iya zvazvangofanana
nekusapfekq paye chachangosara kuratidza iro raazoratidza nhasi hake akanyatsorishaver kwabva arifirita ????the way yarikunzi smart akanyatsogadzirira uyuPamerah Tamilah Tamilah kufunga kwangu ndiye why is she so chilled not panicking n akatovhara kumeso rimwe racho umm