Kune accident yaitika nebhazi rekwa DNC pa Louis bhazi rikunzi radonhera mugomo Saka tarisai Hama dzenyu kune varikwira?Tofamba seiko December kana zvakudai kuseni
kunovarikumhanya anambwa ava tirikutovavhurira nzira kuti vadarike mu N1 umu patience paroad Havana varikutipedxera hama dzeduRaita kurara nerutivi ?