Hanzi Mukuru weku HKD mumero musaone kuchena hembe moti akachena moyo. Mukomana akabatikana. Munotiwo kudii nenyaya iyi?It’s fate manje..Crystal wenyu uyu akasimudzirwa ku Aliville Ghettocraft nana Flint Kangadzi nana Alliville ..ndopaakatanga kuimba mbiri kwakuvabuka kwakuenda kuDangerzone..and kana mbiri haana muface uyo aigona kuimba Ari Bindura kubva paakakambira zvisiri Z ake hit song ipi yaakaita? Udzai mukomana chokwadi abatsirike handiti aida Harare sterek..aida kuita mbiri koz of Freeman kuti ndiye aizomuimbira here..
I love them both but ndoona kunge Vanhu vazhinji munhu akagona kuimba atova Jesu akugona zvese munhu akana Ari wrong Ari wrong hapana munhu paanngagona zvese plus vanhu ngatisasimbisei zvatisingazive vanoziva chokwadi pamnhu ndivo vanogara naye or vanotamba nayeInini ipapo mufana uyu aribo moziva mufana airira uyu kubva paakapinda muchi group
chekwanhingi akabva aponja ziiii kana akaimba sei hazvinzwike uyu ngaabude chakapindira chii iye aigona waniCrystal akasiirwa Stage paCity to City Saturday akatadza kuimba voice kuramba kubuda mukomana anenge ari kurova guka uyu