Monday, October 13

Geza Come back Mnangagwa To Go Wicknell Chivayo,Tagwirei

Geza Oti Mnangagwa Ne Zvigananda Tirikuvabvisa Musi Wa #17October ,Zvigananda Zvipinde Mujeri,Hapana Munhu Achasungwa Or Kupfuurwa Nemasoja Takubatana Tese Friday 17 October Harare Ngachitsve ?????????????Geza Oti Ndakakuudzai

 

 

 

 

 

Temba Mliswa Apiwa Mari Yakawanda Na Mnangagwa Ne Zvigananda,Hezvo Zvabuda Pachena ,Zimbabweans Ngatibatanei Tigadzire Nyika Yedu #17October Munhu Wese Muroad Sapatina sapatina Mota Tichaitora Yaakapiwa ?????????????

  • Share: