Tuesday, December 02

Great hope yaita accident Ku Capetown yauraya vanhu 5 including Sisi nemunin'a

Very ? sad Gore rino rakaoma mota ye great hope yaita accident ichibva kuzimbabwe ichidzokera Ku Capetown yauraya vanhu 5 including Sisi nemunin'a . Driver apa passenger kuti

 

 

 

 

ambo driver cos anga aneta...ma driver kana maneta pliz zororai..... Driver a truster munhu asingagone Ku driverImika vanhu vachibva kurufu zvakaoma ayewa ma accidents anyanya ko kuzororaNoreen ne sister yake Martha ndivo vevamwe vashaika na

 

 

 

Gogo ..vamwe 2 Handisati ndavabata akundipa information Arimu hospital ..Rest in Peace ?️?️?️ Moreboys handina kuku attacker but kungochema nevanochema sezvatiri kuita pa DNC

  • Share: