Old or New video handizive but amai ava vanoda kusungwa. Chii chavari kuita ku mwana kuisa matako ese ku mwana saka iko kapito kemwana ndiko kavari uchikoira here. Amai ava mwana wavo here nekuti he looked confused zviri kuitwa naamai ava.
Yaaa this is wrong mhani ?????????Riri kurwadza kni video ndabatikana even riri old video mwna hpana chiri kuzikanwa ko iwe wayinzwei or kuromba kwavayitoita ndezvemishongq
Yeah vakadzi vari Kuti rerutsa nezvinhu zvisina Basa kudiii ikoko kumwana mudiki ndakanzwa tsitsi abuse chaiyo kumwana ????Umm but mwana anga achiratidza kuzipigwa chaiko