Makadii vehama tiri kutsvagawo murume uyo anonzi Innocent Changoya aizivikanwa nekuti baba memory rinovs zita remwana .Akauraya mukadzu wake Lydia Kademaunga uyo waakabaya nebanga 9 times kusvika afa ,achibvs atiza .
Izvi zvakaitika kuMagunje growth point Mash West musiwa 30/07/25 kumazuva rodoka around 17:00pm . Taikumbira mushambadze mumagroup kubata mhondi iyi .Munokwanisa kutibata panumber iyo kana kubata Admin
#+263 77 483 0938#
Haaa marriage dzacho dziri kuvava veduwee😥😥Mukanzwa kuti ndokuuraya madzimai garai masiya munofashuwa .