SAD💔| Ndarwadziwa guys. About 30 minutes ago, ku Mabelreign kune musikana abirwa phone + Mari nedress re graduation nevanhu vanga vane ka Toyota Spade ke purple Kane number plate AFX9391. Not sure of the amount yemari but matauriro ake, yanga yakawanda. Zvaitika along Sherwood near Stanelyhill Ave.
So this girl arikuti akwira motor iyi pane Truro (along Sherwood). Manga mune 1 mukadzi ne 2 varume. So bva munhu wese akutobuditsa Mari kubhadhara, bvapanzi pane chadonha, so musikana uya paari kutarisa ndobva phone yatorwa. Little did she know kuti it's a syndicate. Zvikanzi ngatiburukei titarise kuti chii chadonha. Pakudzika, she was the first, achingobuda kwakutorerwa plastic page ranga rine graduation dress, bvamota yasimudzwa."
There's an AD Van yanga irikumashure yamboedza kumhanyisa Toyota spade iyi, but because it was loaded nevanhu they lost it. I felt sorry for this girl she cried, she prayed. She didn't know kuti haisi tax because haagare ku Mabelreign.
Paya pamunozoona vanhu vazara nyuchi, remember vakarwadzisa munhu vachi enjoyer. Wherever that woman and those 2 men are, may the hand of God find you murohwe neshamhu yaMwari.
Mbavha dzacho dzakavhurirwa chaiko Kuma 10 pane momz vavachichema Muna park street close to nyaradzo
..varohwa chadonha phone ne 150 .....I think mbava ikabatwa public should take matters into their hands to set example chaikoHaa ndarwadziwa...she cried and dai nyasha dzaMwari dzawanzwa kwaari ikoko musikana iyeye.