Hakuna munhu anobuda pamba achiti ndaakumbonoita accident, dzingoriwo mhepo dzekumusha dai mandionawo zvekare Sir Wicknell says Kapfupi in recent video
Ngaambonozama kuchera goridhe kumazowe,asiyane nekupemha KO vasina maoko zvamchose vozodini,iye anezvese zvakakwana. Vana sunsoya brandaiwo ana kapfupi veduwe ...
Kapfupi hasikuda mota asi 1 ngaagamuchire jesu 2 spiritul advice 3 ngatsvake kereke yekuenda ,mota now ndeyeyi iye akambopiwa ikasashanda ,he need not mota but spiritual help. Kuti ararame mamwe makore akati kuti not mota.
Vakapfupi hadzisi mhepo dzemumusha menyu idzi,imhepo dzikubva Kuna Marabha na Aphiri vamakashandisa kuti muite mbiri ne Mari ndokuvaka imba yenyu moga muchiregerera vabiyenyu! Varume vemu Zimbabwe munekamwe kakusanyara asi ah munonyadzisa fani munyika muno kusada kushanda here.
Ko zvaatori srs nhai iwe shamwari dzikama isu hatisati tawana first batch wakutoda zve second batch. I ini hangu handisi wema drama ndakatenga ndega ikaita accident ikaparara ndikatenga imwe iwe munje urikuda kupihwa imwe iwe wakambopihwa kudhara hausi wega ka urikuda motor
Ngambomira uyo ambodi kuzama kandege achingoti vavava mazishaya se donkey ririkutsenga foam rubber
It is both embarrassing and selfish for Zimbabwean comedian Kapfupi to publicly beg Wicknell Chivayo for another car after wrecking the first one he was generously gifted. Rather than showing accountability or finding private means to recover from the loss, Kapfupi took to social media to make a dramatic and emotional plea, portraying himself as helpless and entitled to another expensive handout. Many people struggle to earn a basic living in Zimbabwe, and seeing a public figure shamelessly appeal for a second luxury gift—while blaming “evil forces” for the accident—comes across as immature and disgraceful. A gift is a privilege, not a right, and Kapfupi's actions cheapen the spirit of generosity that Chivayo extended to him in the first place.
Worse still, Kapfupi’s behavior reflects a disturbing trend of celebrity entitlement in Zimbabwe, where some public figures treat their status as a license to receive endless favors. His plea was not a joke or skit—it was a serious, emotional message laced with cultural proverbs and desperation, essentially demanding that Chivayo replace the wrecked car as if it were a broken toy. This kind of behavior undermines personal responsibility and sends the wrong message to fans who look up to him. Rather than inspiring resilience and hard work, Kapfupi’s actions spotlight a begging culture that expects more gifts instead of taking ownership. It’s not just disgusting—it’s a poor reflection on the values he should be promoting as a public figure.