Thursday, December 04

Mai B Imwe type yebota haisi yedu isu vanoroja ma 1room unopiwha notice izvii zvotoda vema fullhouse

Imwe type yebonde haisi yedu isu vanoroja ma 1room unopiwha notice

Video WhatsApp

https://whatsapp.com/channel/0029VbCCsfy4o7qRozfVkM0h

 

Mai Bee veku Epworth, vanozivikanwa nemusika pedyo nepanoburukirwa makombi, vave kusvitsa vanhu paSocial Media mushure mekubuda video yavo vachidya bota zvine ruvheneko rwehumbe. Vavakadzi vakawanda vari kuseka kuti madyiro avari kuita haadi roja, zvekuti landlord anogona kuvapa notice chero nguva. Video iyi yave kufamba-famba nekuti vanhu vari kungoti zvimwe zvinhu zvinongoda kuzorodza pfungwa, asi Mai Bee havana kana hanya—vari kuti bota ravo nderavo, vanoridya sezvavanoda!

 

izvii zvotoda vema fullhouse?Ndanzi ukangoriona chete it's Over nemunhu wangu..... maybe challenge accepted in a hidden way

  • Share: