Tuesday, July 29

Maitt Vakaenda Ku Nigeria Nemari yavakakwereta

Saka Mai titi vakaenda kuno actor Ku Nigeria nemari yavakakwereta imwe vakaita zvekupihwa na Bruno.Apa vakutsvaga munhu anova sponsor kuti vawinze crew rese.Weduwe Ka apa

 

 

 

 

YouTube inobhadhara Mari shuwa.Apa each actor akapihwa 2500 USA nemari yekukwereta.Ndeipi company Inoda Ku sponsor zvakadaro zvovapei asi ??zvowinza profit here.Saka makuhwa

 

 

 

andakanzwa kuti topsnash yakaramba zveku sponsor uye vakuda kushanda na Tytie Chinenge chokwadi.Omars TV vakabhadharwa 10 to 15k USA dollars nemari yekukwereta.plus ma 2500 USA ana Mike 

 #fbyシvideoPalive ndaona sekuti Bruno akavapa 500$ chete imwe ndeyake imwe apiwa nashumba tipeio pataurwa zvezvikwereti

  • Share: