Accident in Mbare National!!!!
Mota yadhuma vanhu 3 pa corner paVito naCh
Yabuda muroad ichinzvenga bhazi ranga richiuya oncoming ndokunzvenga ichienda mu road side ikano zvuva nekutakura vanhu 3 vanga vari patuckshop.
Among the three pana Sekuru Muntu vanogara muna Vito ipapo pa tuckshop zuva rega rega ndopavanenge vakagara.. vasanganidzana nenjodzi iyoyo pamwechete nevasikana vaviri vanga vachida kutengawo paTuckshop.
Vasikana pavaona mota yakuuya kutuckshop vambozama kuda kuitiza asi yazovazvuva pasi pemota pamwe chete nasekuru Muntu.
Vanhu vatatu ava vaendeswa kuchipatara, vakuvara zvavo vose, we wish them a speedy recovery.
Hour later
The car was driven by one lady who stays in Mainway Meadows driving a Honda Versel.Hi king this just happened this morning in mbare unfortunately sekuru avo vashaya on arrival kuhospital the two girls we don't know yet but one was pregnant akuvara zvisingaite