Uyo mukamuona sungusai zvenyu anetsa muS.A mbavha hombesa uyu tarisai atori kuInbox meumwe izvozvi atori mubus kunomubira ..
Key dzemota idzo anenge akatodziba hana mota uyu apa ari pachirongwa anokupa chirwere akubira anetsa pafacebook uyu ndomuziva kwete zvekuudziwa ndakagara naye
achidanana nehama yangu akasiya aba mari yakawandisa akarova pasi.Red flag yatangira pa "you are beautiful in did"?????Uyu akaoma kani kaitoswera kumba kwangu aka kambavha tisingazvizive kana. Hama yangu yakaperera