Sunday, January 18

Mumwezve Mwana Azviuraya O level After Results

He went missing pakabuda maresults ???only to find out ma odhiyoz kuma WhatsApp group achiudza shamwari dzake kuti abuda ne ma unqualified U

He later on T??k his life

Yhooo ? ? ? ?It starts with the pressure parents give to their children about school....and they end up thinking school is the only thing you need to be successful..yet its very wrong...Kwanga kusirikoo kuguma kwehupenyu always motivate vana especially imimi vabereki kana vasangana nezvakadai nyangwe

 

 

 

 

asiri kubuda zvakanaka padzidzo dzake find naFaults tsvagaiwoo zvaanogona iyee pachake momubatsira vangani vasina kudzidza varimberi kwevakadzidza zvorwadza kunzwa kuti mwana afira nyaya dzakadaiii hazvigamuchirike hazvol but ndozviripooKo mubereki aita sei hake. Hakuna pressure inopiwa mwama .anenge achiyodawo zvakanaka kubva kumwana wakeMwana uyu anonira aigona kuchikoro saka akatamba

 

 

 

 

zvikamukonzera ku buda ne ma u coz daj anga ari dofo aitoziva kuti ndozviripo but aida munhu aimupa tariro yekuti unowana another chanceWe might say thousand reason but truth is our days are numbered. No one can skip or rob life and death

  • Share: