Monday, March 09

Murume Abatwa Pa Touchline Akapfeka Kunge Mukadzi

Ko varume makuita seiko? Pane umwe akazorohwa zvakaipa ku Harare uko

Mkomana aiva pa  touchline achiitemgesa muriwo usiku, akazo kechewa neumwe murume??? wanikwe buri rashaikwa , mukomana ane vhombi.

  • Share: