Mwanasikana awanikwa akazvisungirira pamba pavo kuguta reKambuzuma Section 6 muHarare. ???Zvakaoma kani ende nyaya yacho unotozorora vana vedu vanotirwadzisa ,hanzi ainetsana ne boyfriend pa gate kwakunzi namai enda mumba kwakutopinda mu room make kuzvisungirira mai vatogara havo mu dining ne client yavairuka kana kuziva kuti zvatoshata 24 years anga achiri mudiki kani???
Dzidzai kugara nevana zvakanaka ukaona asvika pakuzvisungirira akashaya wekuturira mitoro baba kana amai kana vose zvavo vanogara nevana vehama pliz chikumbiro ratidzai mufaro kunyange mumba mune nzara kana kuomerwa neupenyu moyo yenyu ngairatidze kusununguka chaiko pombonoka munhu rudunuka seshinda yemadhoiri
nemufaro kuti vana vasununguke kusvika vo nezvichemo zvavo.RIP mwana warwadzisaIni I will never judge we are surrounded by big bullies, toxic parents , toxic family members. Kuzongotya hedu kuti vana vanosara nani asi pamwe pacho zvikangenani